Jeremiya 50:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 “Mazuva iwayo uye panguva iyoyo,” ndizvo zvinotaurwa naJehovha,“Mhosva yaIsraeri ichatsvagwa,Asi ichashayikwa,Uye zvivi zvaJudha zvichashayikwa, Nekuti ndichakanganwira vaya vandakasiya vari vapenyu.”+ Mika 7:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Ndoupi Mwari akaita semi,Anoregerera kukanganisa uye anoregerera kudarika+ kwevakasara pavanhu vake?*+ Haazorambi akatsamwa nekusingaperi,Nekuti anofarira rudo rusingachinji.+
20 “Mazuva iwayo uye panguva iyoyo,” ndizvo zvinotaurwa naJehovha,“Mhosva yaIsraeri ichatsvagwa,Asi ichashayikwa,Uye zvivi zvaJudha zvichashayikwa, Nekuti ndichakanganwira vaya vandakasiya vari vapenyu.”+
18 Ndoupi Mwari akaita semi,Anoregerera kukanganisa uye anoregerera kudarika+ kwevakasara pavanhu vake?*+ Haazorambi akatsamwa nekusingaperi,Nekuti anofarira rudo rusingachinji.+