RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Jobho 19:13
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 13 Akadzingira hama dzangu kure neni,

      Uye vaya vanondiziva vandisiya.+

  • Jobho 19:19
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 19 Shamwari dzangu dzepedyo dzese dzinondisema,+

      Uye vaya vandaida vandipandukira.+

  • Pisarema 31:11
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 11 Ndinotukwa nevavengi vangu,+

      Kunyanya vavakidzani vangu.

      Uye ndava kutyiwa nevanhu vekuziva;

      Pavanondiona paruzhinji, vanonditiza.+

  • Pisarema 142:4
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  4 Tarisai kuruoko rwangu rwerudyi muone

      Kuti hapana kana ane basa neni.*+

      Hapana kwandingatizira;+

      Hapana kana anombofungawo nezvangu.*

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe