-
1 Madzimambo 4:30, 31Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
30 Uchenjeri hwaSoromoni hwaipfuura nekure uchenjeri hwevanhu vese vekuMabvazuva neuchenjeri hwese hweIjipiti.+ 31 Akanga akachenjera kupfuura chero mumwe munhu upi zvake, kupfuura Etani+ muEzrahi naHemani,+ naKarikori,+ naDhadha, vanakomana vaMahori; mukurumbira wake wakasvika kumarudzi ese akanga akavapoteredza.+
-
-
1 Makoronike 2:6Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
6 Vanakomana vaZera vaiva Zimri, Etani, Hemani, Karikori, naDhara. Vese pamwe chete vaiva vashanu.
-