2 Samueri 3:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Kurwisana kweimba yaSauro neimba yaDhavhidhi kwakaramba kuchienderera mberi; Dhavhidhi akaramba achiwedzera kuva nesimba,+ asi imba yaSauro yairamba ichingodzikira.+ 2 Samueri 7:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Ndichava newe kwese kwaunoenda,+ uye ndichaparadza* vavengi vako vese pamberi pako;+ ndichaita kuti uve nezita guru,+ rakafanana nerevarume vanokudzwa panyika.
3 Kurwisana kweimba yaSauro neimba yaDhavhidhi kwakaramba kuchienderera mberi; Dhavhidhi akaramba achiwedzera kuva nesimba,+ asi imba yaSauro yairamba ichingodzikira.+
9 Ndichava newe kwese kwaunoenda,+ uye ndichaparadza* vavengi vako vese pamberi pako;+ ndichaita kuti uve nezita guru,+ rakafanana nerevarume vanokudzwa panyika.