RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 34:14
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 14 Ibva pane zvakaipa, uite zvakanaka;+

      Tsvaga rugare, urutevere.+

  • Pisarema 101:3
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  3 Handizoisi chinhu chisingabatsiri pamberi pemaziso angu.

      Ndinovenga zviito zvevaya vanotsauka pakuita zvakarurama;+

      Ndichasiyana nazvo zvachose.*

  • Pisarema 119:104
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 104 Mirayiro yenyu inoita kuti ndiite zvinhu nekuchenjera.+

      Ndokusaka ndichivenga nzira dzese dzenhema.+

  • VaRoma 12:9
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 9 Rudo rwenyu ngarurege kuva neunyengeri.+ Semai zvakaipa;+ batisisai zvakanaka.

  • VaHebheru 1:9
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 9 Wakada kururama uye wakavenga kusateerera mutemo. Ndokusaka Mwari, iye Mwari wako, akakuzodza+ nemafuta ekupembera nemufaro kupfuura vamwe vako.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe