Eksodho 15:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Haiwa Jehovha, ndiani akafanana nemi pakati pavanamwari?+ Ndiani akafanana nemi, ari kuratidza kuti mukuru pautsvene?+ Imi munofanira kutyiwa nenziyo dzekurumbidza, imi munoita zvishamiso.+ Pisarema 111:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Mabasa aJehovha makuru;+ ד [Daleth] Anoongororwa nevanhu vese vanoafarira.+
11 Haiwa Jehovha, ndiani akafanana nemi pakati pavanamwari?+ Ndiani akafanana nemi, ari kuratidza kuti mukuru pautsvene?+ Imi munofanira kutyiwa nenziyo dzekurumbidza, imi munoita zvishamiso.+