RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 15:6
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  6 Haiwa Jehovha, ruoko rwenyu rwerudyi rune simba kwazvo;+

      Haiwa Jehovha, ruoko rwenyu rwerudyi runogona kuparadza muvengi.

  • Isaya 52:10
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 10 Jehovha aisa ruoko rwake rutsvene pachena pamberi pemarudzi ese;+

      Migumo yese yenyika ichaona mabasa eruponeso aMwari* wedu.+

  • Isaya 59:16
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 16 Akaona kuti pakanga pasina munhu,

      Uye akashamisika kuti hapana aireverera,

      Saka ruoko rwake pachake ndirwo rwakaita kuti pave neruponeso,*

      Uye kururama kwake kwakamutsigira.

  • Isaya 63:5
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  5 Ndakatarisa, asi pakanga pasina anobatsira;

      Ndakakatyamadzwa kuti pakanga pasina aitsigira.

      Saka ruoko rwangu rwakandiponesa,*+

      Uye hasha dzangu ndidzo dzakanditsigira.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe