Revhitiko 26:42 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 42 Uye ndichayeuka sungano yangu naJakobho,+ nesungano yangu naIsaka,+ uye ndichayeuka sungano yangu naAbrahamu,+ ndoyeuka nyika yacho. Ruka 1:54, 55 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 54 Ayamura Israeri mushumiri wake, achiyeuka ngoni dzake+ 55 nekusingaperi, sekuudza kwaakaita madzitateguru edu, Abrahamu nevana*+ vake.”
42 Uye ndichayeuka sungano yangu naJakobho,+ nesungano yangu naIsaka,+ uye ndichayeuka sungano yangu naAbrahamu,+ ndoyeuka nyika yacho.
54 Ayamura Israeri mushumiri wake, achiyeuka ngoni dzake+ 55 nekusingaperi, sekuudza kwaakaita madzitateguru edu, Abrahamu nevana*+ vake.”