RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 49:6
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  6 Uye akati: “Hazvina kukwana kuti uri mushumiri wangu

      Kuti umutse madzinza aJakobho

      Uye kuti udzose vakachengetedzwa vekwaIsraeri.

      Ndakuitawo kuti uve chiedza chemarudzi,+

      Kuti ruponeso rwangu rusvike kumigumo yenyika.”+

  • Mabasa 28:28
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 28 Saka zivai kuti ruponeso urwu rwakabva kuna Mwari rwakatumirwa kune mamwe marudzi;+ iwo achatoruteerera.”+

  • VaRoma 10:18
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 18 Asi ndinobvunza kuti, Mashoko acho havana kuanzwa here? Chokwadi ndechekuti, “inzwi racho rakasvika munyika yese, uye mashoko acho akasvika kumagumo enyika.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe