RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 15:24, 25
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 24 Saka vanhu vakatanga kugunun’unira Mozisi,+ vachiti: “Tichanwei?” 25 Akachemera Jehovha,+ uye Jehovha akamuratidza muti. Paakaukanda mumvura, mvura yacho yakatanga kunaka.

      Mwari akaita kuti ichi chive chidzidzo kuti vazive matongero aaizoita, uye akavaedza kuti aone kana vaizoteerera.+

  • 1 Samueri 15:10
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 10 Shoko raJehovha rakabva rasvika kuna Samueri richiti:

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe