-
Eksodho 19:9Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
9 Uye Jehovha akati kuna Mozisi: “Inzwa! Ndiri kuuya kwauri ndiri mugore dema, kuti vanhu vanzwe pandinotaura newe uye kuti vagare vachitendawo mauri.” Mozisi akabva audza Jehovha mashoko evanhu.
-