15 Mwari akabva atizve kuna Mozisi:
“Izvi ndizvo zvaunofanira kuudza vaIsraeri, ‘Jehovha, Mwari wemadzitateguru enyu, Mwari waAbrahamu,+ Mwari waIsaka,+ naMwari waJakobho,+ andituma kwamuri.’ Iri ndiro zita rangu nekusingaperi,+ uye ndiro randichayeukwa naro kwezvizvarwa nezvizvarwa.