Isaya 60:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Vanhu vekune imwe nyika vachavaka masvingo ako,Uye madzimambo avo achakushumira,+Nekuti ndakakurova ndakatsamwa,Asi nenyasha dzangu* ndichakunzwira tsitsi.+
10 Vanhu vekune imwe nyika vachavaka masvingo ako,Uye madzimambo avo achakushumira,+Nekuti ndakakurova ndakatsamwa,Asi nenyasha dzangu* ndichakunzwira tsitsi.+