Pisarema 12:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 “Nekuti vanotambudzika vakadzvinyirirwa,Nekuti varombo vari kugomera,+Ndichasimuka kuti ndiite chimwe chinhu,” anodaro Jehovha. “Ndichavanunura pavanhu vanovashora.”* Zvirevo 22:22, 23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Usabira murombo nekuti murombo,+Uye usadzvinyirira munhu akaderera pagedhi reguta,+23 Nekuti Jehovha pachake achavamiririra panyaya dzavo+Uye achapfuudza upenyu hwevaya* vanovabiridzira. Jakobho 5:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Mibhadharo yamakanyima vashandi vakakohwa minda yenyu iri kuramba ichishevedzera, uye kuchema kwevakohwi vachikumbira kubatsirwa kwasvika munzeve dzaJehovha* wemauto.+
5 “Nekuti vanotambudzika vakadzvinyirirwa,Nekuti varombo vari kugomera,+Ndichasimuka kuti ndiite chimwe chinhu,” anodaro Jehovha. “Ndichavanunura pavanhu vanovashora.”*
22 Usabira murombo nekuti murombo,+Uye usadzvinyirira munhu akaderera pagedhi reguta,+23 Nekuti Jehovha pachake achavamiririra panyaya dzavo+Uye achapfuudza upenyu hwevaya* vanovabiridzira.
4 Mibhadharo yamakanyima vashandi vakakohwa minda yenyu iri kuramba ichishevedzera, uye kuchema kwevakohwi vachikumbira kubatsirwa kwasvika munzeve dzaJehovha* wemauto.+