Eksodho 24:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Saka Mozisi akanyora pasi mashoko ese aJehovha.+ Akabva afumomuka, akavaka atari mujinga megomo uye akamisa matombo 12 aienderana nemadzinza 12 aIsraeri. Numeri 12:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Ndinotaura naye pachena takatarisana chiso nechiso,*+ kwete nezvirahwe; uye iye anoona zvakaita Jehovha. Saka nei musina kutya kutaura zvakaipa nezvemuranda wangu, Mozisi?”
4 Saka Mozisi akanyora pasi mashoko ese aJehovha.+ Akabva afumomuka, akavaka atari mujinga megomo uye akamisa matombo 12 aienderana nemadzinza 12 aIsraeri.
8 Ndinotaura naye pachena takatarisana chiso nechiso,*+ kwete nezvirahwe; uye iye anoona zvakaita Jehovha. Saka nei musina kutya kutaura zvakaipa nezvemuranda wangu, Mozisi?”