Isaya 55:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Munhu akaipa ngaasiye nzira yake+Uye munhu anoita zvakaipa ngaasiye kufunga kwake;Ngaadzokere kuna Jehovha, uyo achamunzwira tsitsi,+Kuna Mwari wedu, nekuti achamukanganwira zvikuru.*+ Jakobho 5:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Tinoti vanofara* vaya vakatsungirira.+ Makanzwa nezvekutsungirira kwaJobho+ uye makaona zvaakazoitirwa naJehovha,*+ kuti Jehovha* ane tsitsi huru uye ane ngoni.+
7 Munhu akaipa ngaasiye nzira yake+Uye munhu anoita zvakaipa ngaasiye kufunga kwake;Ngaadzokere kuna Jehovha, uyo achamunzwira tsitsi,+Kuna Mwari wedu, nekuti achamukanganwira zvikuru.*+
11 Tinoti vanofara* vaya vakatsungirira.+ Makanzwa nezvekutsungirira kwaJobho+ uye makaona zvaakazoitirwa naJehovha,*+ kuti Jehovha* ane tsitsi huru uye ane ngoni.+