Pisarema 103:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Asi rudo rwaJehovha rusingachinji ruriko nariini nariiniKune vaya vanomutya,+Uye kururama kwake anokuratidza vana vevana vavo,+ Isaya 55:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 “Nekuti sekukwirira kwakaita denga kupfuura nyika,Nzira dzangu dzakakwirirawo kupfuura nzira dzenyu,Uye kufunga kwangu kupfuura kufunga kwenyu.+
17 Asi rudo rwaJehovha rusingachinji ruriko nariini nariiniKune vaya vanomutya,+Uye kururama kwake anokuratidza vana vevana vavo,+ Isaya 55:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 “Nekuti sekukwirira kwakaita denga kupfuura nyika,Nzira dzangu dzakakwirirawo kupfuura nzira dzenyu,Uye kufunga kwangu kupfuura kufunga kwenyu.+
9 “Nekuti sekukwirira kwakaita denga kupfuura nyika,Nzira dzangu dzakakwirirawo kupfuura nzira dzenyu,Uye kufunga kwangu kupfuura kufunga kwenyu.+