Genesisi 2:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Uye Jehovha Mwari akatanga kuumba munhu neguruva+ revhu akafuridzira mumhino dzake mweya wekufema weupenyu,+ munhu akava mupenyu.*+
7 Uye Jehovha Mwari akatanga kuumba munhu neguruva+ revhu akafuridzira mumhino dzake mweya wekufema weupenyu,+ munhu akava mupenyu.*+