Jobho 14:1, 2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 “Munhu akaberekwa nemukadzi,Anorarama kwenguva pfupi+ uye akamomoterwa nenhamo.+ 2 Anobuda seruva, osvava;*+Anotiza semumvuri, onyangarika.+
14 “Munhu akaberekwa nemukadzi,Anorarama kwenguva pfupi+ uye akamomoterwa nenhamo.+ 2 Anobuda seruva, osvava;*+Anotiza semumvuri, onyangarika.+