Eksodho 19:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Saka kana mukanyatsoteerera inzwi rangu uye mukachengeta sungano yangu, muchava pfuma yangu yandinokoshesa pakati pemarudzi ese,+ nekuti nyika yese ndeyangu.+ Dheuteronomi 7:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Munonyatsoziva kuti Jehovha Mwari wenyu ndiMwari wechokwadi, Mwari akatendeka, anochengeta sungano yake uye ane rudo rusingachinji kuzviuru zvezvizvarwa zvevaya vanomuda uye vanochengeta mirayiro yake.+ Pisarema 25:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Nzira dzese dzaJehovha dzinoratidza kuti ane rudo rusingachinji uye kuti akatendekaKune vaya vanochengeta sungano yake+ nezviyeuchidzo zvake.+
5 Saka kana mukanyatsoteerera inzwi rangu uye mukachengeta sungano yangu, muchava pfuma yangu yandinokoshesa pakati pemarudzi ese,+ nekuti nyika yese ndeyangu.+
9 Munonyatsoziva kuti Jehovha Mwari wenyu ndiMwari wechokwadi, Mwari akatendeka, anochengeta sungano yake uye ane rudo rusingachinji kuzviuru zvezvizvarwa zvevaya vanomuda uye vanochengeta mirayiro yake.+
10 Nzira dzese dzaJehovha dzinoratidza kuti ane rudo rusingachinji uye kuti akatendekaKune vaya vanochengeta sungano yake+ nezviyeuchidzo zvake.+