Dhanieri 7:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Paiva nerukova rwemoto rwaiyerera ruchibva pamberi pake.+ Vane chiuru chakapetwa kane chiuru, vairamba vachimushumira, uye vane zviuru gumi zvakapetwa kane zviuru gumi vakanga vakamira pamberi pake.+ Dare+ rakatanga kutonga, mabhuku akavhurwa.
10 Paiva nerukova rwemoto rwaiyerera ruchibva pamberi pake.+ Vane chiuru chakapetwa kane chiuru, vairamba vachimushumira, uye vane zviuru gumi zvakapetwa kane zviuru gumi vakanga vakamira pamberi pake.+ Dare+ rakatanga kutonga, mabhuku akavhurwa.