RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 17:1, 2
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 17 Abramu paakanga ava nemakore 99, Jehovha akazviratidza kuna Abramu, akati kwaari: “Ndini Mwari Wemasimbaose. Famba pamberi pangu uve asina mhosva.* 2 Ndichaita sungano yangu newe,+ uye ndichaita kuti vana vako vawande kwazvo.”+

  • Genesisi 22:15-18
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 15 Ngirozi yaJehovha yakashevedzera kuna Abrahamu kechipiri iri kudenga, 16 ikati: “‘Ndinopika neni pachangu,’ ndizvo zvinotaurwa naJehovha,+ ‘nekuti waita izvi uye hauna kundinyima mwanakomana wako, iye mumwe chete,+ 17 chokwadi ndichakukomborera uye ndichaita kuti vana* vako vawande senyeredzi dzekudenga uye sejecha riri pamhenderekedzo yegungwa,+ uye mwana* wako achaita kuti gedhi revavengi vake rive rake.*+ 18 Uye marudzi ese epanyika achazviwanira chikomborero nekumwana*+ wako nekuti wateerera inzwi rangu.’”+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe