Eksodho 15:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Panguva iyoyo Mozisi nevaIsraeri vakaimbira Jehovha rwiyo urwu:+ “Regai ndiimbire Jehovha, nekuti ava kukudzwa kwazvo.+ Akanda bhiza nemutasvi waro mugungwa.+
15 Panguva iyoyo Mozisi nevaIsraeri vakaimbira Jehovha rwiyo urwu:+ “Regai ndiimbire Jehovha, nekuti ava kukudzwa kwazvo.+ Akanda bhiza nemutasvi waro mugungwa.+