RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 15:24
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 24 Saka vanhu vakatanga kugunun’unira Mozisi,+ vachiti: “Tichanwei?”

  • Eksodho 16:2, 3
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 2 Ungano yese yevaIsraeri yakabva yatanga kugunun’unira Mozisi naAroni murenje.+ 3 VaIsraeri vairamba vachiti kwavari: “Dai takanga taurayirwa hedu munyika yeIjipiti neruoko rwaJehovha, patainge tigere pedyo nehari dzenyama,+ tichidya zvekudya tichiguta. Iye zvino makatiunza kurenje kuno kuti muuraye ungano yese iyi nenzara.”+

  • Eksodho 17:7
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 7 Saka akatumidza nzvimbo yacho kuti Masa*+ uye Meribha,*+ nemhosva yekupopota kwevaIsraeri, uye nekuti vakaedza+ Jehovha vachiti: “Jehovha ari pakati pedu here kana kuti kwete?”

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe