RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 24:12, 13
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 12 Uye kana ari munhu anoshayiwa, haufaniri kunorara uine chaanenge ati ufanobata.+ 13 Unotofanira kumudzorera chaunenge wamubatira panongovira zuva, aende kunorara aine nguo yake,+ uye achakukomborera; uye uchanzi wakarurama pamberi paJehovha Mwari wako.

  • 2 VaKorinde 9:9
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 9 (Sekunyorwa kwazvakaitwa kuti: “Akapa vakawanda; akapa varombo. Kururama kwake kunogara nekusingaperi.”+

  • VaHebheru 6:10
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 10 Nekuti Mwari haasi munhu asina kururama; saka haangakanganwi basa renyu nerudo rwamuinarwo nezita rake,+ rwamakaratidza nekushumira vatsvene uye kuramba muchivashumira kwamuri kuita.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe