1 Madzimambo 11:36 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 36 Ndichapa mwanakomana wake dzinza rimwe chete, kuti muranda wangu Dhavhidhi agare aine rambi pamberi pangu nguva dzese muJerusarema,+ guta randakasarudza kuti rive nzvimbo yekuisa zita rangu. 1 Madzimambo 15:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Zvisinei, achifunga nezvaDhavhidhi,+ Jehovha Mwari wake akamupa rambi muJerusarema+ paakaita kuti mwanakomana wake amutevere pachigaro, uye paakaita kuti Jerusarema rirambe riripo. 2 Makoronike 21:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Asi Jehovha haana kuda kuparadza imba yaDhavhidhi, achifunga sungano yaakanga aita naDhavhidhi,+ nekuti akanga avimbisa kuti achaita kuti agare aine rambi nguva dzese, iye nevanakomana vake.+
36 Ndichapa mwanakomana wake dzinza rimwe chete, kuti muranda wangu Dhavhidhi agare aine rambi pamberi pangu nguva dzese muJerusarema,+ guta randakasarudza kuti rive nzvimbo yekuisa zita rangu.
4 Zvisinei, achifunga nezvaDhavhidhi,+ Jehovha Mwari wake akamupa rambi muJerusarema+ paakaita kuti mwanakomana wake amutevere pachigaro, uye paakaita kuti Jerusarema rirambe riripo.
7 Asi Jehovha haana kuda kuparadza imba yaDhavhidhi, achifunga sungano yaakanga aita naDhavhidhi,+ nekuti akanga avimbisa kuti achaita kuti agare aine rambi nguva dzese, iye nevanakomana vake.+