Pisarema 2:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Achiti: “Ini pachangu ndakagadza mambo wangu+PaZiyoni,+ gomo rangu dzvene.” Pisarema 72:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Achatonga vanhu kubvira kugungwa kusvikira kugungwaUye kubvira kuRwizi* kusvikira kumigumo yenyika.+ Isaya 9:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Nekuti taberekerwa mwana,+Tapiwa mwanakomana;Uye utongi huchava* papfudzi rake.+ Zita rake richanzi Chipangamazano Anoshamisa,+ Mwari Ane Simba,+ Baba Vasingagumi, Muchinda weRugare. Zvakazarurwa 11:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Ngirozi yechinomwe yakaridza bhosvo rayo.+ Uye manzwi makuru akanzwika kudenga, achiti: “Umambo hwenyika hwava Umambo hwaShe wedu+ nehwaKristu wake,+ uye iye* achatonga samambo nariini nariini.”+
8 Achatonga vanhu kubvira kugungwa kusvikira kugungwaUye kubvira kuRwizi* kusvikira kumigumo yenyika.+
6 Nekuti taberekerwa mwana,+Tapiwa mwanakomana;Uye utongi huchava* papfudzi rake.+ Zita rake richanzi Chipangamazano Anoshamisa,+ Mwari Ane Simba,+ Baba Vasingagumi, Muchinda weRugare.
15 Ngirozi yechinomwe yakaridza bhosvo rayo.+ Uye manzwi makuru akanzwika kudenga, achiti: “Umambo hwenyika hwava Umambo hwaShe wedu+ nehwaKristu wake,+ uye iye* achatonga samambo nariini nariini.”+