-
Eksodho 15:22Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
22 Mozisi akazotungamirira vaIsraeri vachibva paGungwa Dzvuku, vakaenda kurenje reShuri, uye vakaramba vachifamba kwemazuva matatu murenje, asi havana kuwana mvura.
-