Pisarema 63:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Ndinoramba ndakanamatira pamuri;Ruoko rwenyu rwerudyi runoramba rwakandibatisisa.+ Pisarema 73:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Asi iye zvino ndinoramba ndiinemi;Makabata ruoko rwangu rwerudyi.+ Isaya 41:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Nekuti ini Jehovha Mwari wako, ndakabata ruoko rwako rwerudyi,Uye ndini ndiri kuti kwauri, ‘Usatya. Ndichakubatsira.’+
13 Nekuti ini Jehovha Mwari wako, ndakabata ruoko rwako rwerudyi,Uye ndini ndiri kuti kwauri, ‘Usatya. Ndichakubatsira.’+