Genesisi 1:30 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 30 Uye mhuka dzese dzemusango dzepanyika, nezvisikwa zvese zvinobhururuka zvekudenga, nezvinhu zvese zvinofamba panyika zvine upenyu mazviri, ndazvipa zvinomera zvese zvakasvibirira kuti zvive zvekudya zvazvo.”+ Uye zvakaitika saizvozvo. Pisarema 136:25 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 25 Anopa zvinhu zvese zvipenyu* zvekudya,+Nekuti rudo rwake rusingachinji runogara nekusingaperi.
30 Uye mhuka dzese dzemusango dzepanyika, nezvisikwa zvese zvinobhururuka zvekudenga, nezvinhu zvese zvinofamba panyika zvine upenyu mazviri, ndazvipa zvinomera zvese zvakasvibirira kuti zvive zvekudya zvazvo.”+ Uye zvakaitika saizvozvo.