Genesisi 18:25 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 25 Hamungambofungi kuita saizvozvo, kuuraya munhu akarurama pamwe chete neakaipa zvekuti munhu akarurama anoitirwa zvakafanana nezvinoitirwa akaipa!+ Hamungambofungi zvakadaro.+ Mutongi wenyika yese angatadza kuita zvakarurama here?”+ Dheuteronomi 32:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Iye iDombo, basa rake rakakwana,+Nekuti nzira dzake dzese dzakarurama.+ NdiMwari akatendeka,+ asingaiti zvisina kururama;+Iye akarurama uye akatendeseka.+
25 Hamungambofungi kuita saizvozvo, kuuraya munhu akarurama pamwe chete neakaipa zvekuti munhu akarurama anoitirwa zvakafanana nezvinoitirwa akaipa!+ Hamungambofungi zvakadaro.+ Mutongi wenyika yese angatadza kuita zvakarurama here?”+
4 Iye iDombo, basa rake rakakwana,+Nekuti nzira dzake dzese dzakarurama.+ NdiMwari akatendeka,+ asingaiti zvisina kururama;+Iye akarurama uye akatendeseka.+