Pisarema 31:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Haiwa Jehovha, itai kuti ndisanyadziswa pandinodana kwamuri.+ Vakaipa ngavanyadziswe;+Ngavanyararidzwe muGuva.*+
17 Haiwa Jehovha, itai kuti ndisanyadziswa pandinodana kwamuri.+ Vakaipa ngavanyadziswe;+Ngavanyararidzwe muGuva.*+