Eksodho 33:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Ndapota zvangu, kana mandinzwira nyasha, ndizivisei nzira dzenyu,+ kuti ndikuzivei, uye kuti murambe muchindinzwira nyasha. Yeukaiwo kuti rudzi urwu vanhu venyu.”+ Pisarema 86:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Ndirayiridzei nezvenzira yenyu, haiwa Jehovha.+ Ndichafamba muchokwadi chenyu.+ Batanidzai mwoyo wangu* kuti utye zita renyu.+ Pisarema 143:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Itai kuti mangwanani ndinzwe rudo rwenyu rusingachinji,Nekuti ndinovimba nemi. Ndizivisei nzira yandinofanira kufamba nayo,+Nekuti ndinotendeukira kwamuri.
13 Ndapota zvangu, kana mandinzwira nyasha, ndizivisei nzira dzenyu,+ kuti ndikuzivei, uye kuti murambe muchindinzwira nyasha. Yeukaiwo kuti rudzi urwu vanhu venyu.”+
11 Ndirayiridzei nezvenzira yenyu, haiwa Jehovha.+ Ndichafamba muchokwadi chenyu.+ Batanidzai mwoyo wangu* kuti utye zita renyu.+
8 Itai kuti mangwanani ndinzwe rudo rwenyu rusingachinji,Nekuti ndinovimba nemi. Ndizivisei nzira yandinofanira kufamba nayo,+Nekuti ndinotendeukira kwamuri.