Pisarema 103:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Asi rudo rwaJehovha rusingachinji ruriko nariini nariiniKune vaya vanomutya,+Uye kururama kwake anokuratidza vana vevana vavo,+ Pisarema 136:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 136 Ongai Jehovha, nekuti akanaka;+Rudo rwake rusingachinji runogara nekusingaperi.+
17 Asi rudo rwaJehovha rusingachinji ruriko nariini nariiniKune vaya vanomutya,+Uye kururama kwake anokuratidza vana vevana vavo,+ Pisarema 136:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 136 Ongai Jehovha, nekuti akanaka;+Rudo rwake rusingachinji runogara nekusingaperi.+