Pisarema 16:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Nekuti hamuzondisiyi* muGuva.*+ Hamuzoregi munhu wenyu akavimbika achiona gomba.*+ Pisarema 28:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 28 Ndinoramba ndichishevedzera kwamuri, haiwa Jehovha, Dombo rangu;+Ndinzweiwo. Kana mukaramba makandinyararira,Ndinenge ndangofanana nevaya vari kudzika kugomba.*+ Isaya 38:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Onai! Ndakashungurudzika chaizvo panzvimbo pekuva nerugare;Asi nekuti makandida,*Makaita kuti ndisapinda mugomba rekuparadzwa.+ Makarasira zvivi zvangu zvese shure kwenyu.*+ Jona 2:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Ndakanyura kusvika pasi pemakomo. Mazariro* enyika akanga ava kundivharira nekusingaperi. Asi imi Jehovha Mwari wangu makabudisa upenyu hwangu mugomba.+
28 Ndinoramba ndichishevedzera kwamuri, haiwa Jehovha, Dombo rangu;+Ndinzweiwo. Kana mukaramba makandinyararira,Ndinenge ndangofanana nevaya vari kudzika kugomba.*+
17 Onai! Ndakashungurudzika chaizvo panzvimbo pekuva nerugare;Asi nekuti makandida,*Makaita kuti ndisapinda mugomba rekuparadzwa.+ Makarasira zvivi zvangu zvese shure kwenyu.*+
6 Ndakanyura kusvika pasi pemakomo. Mazariro* enyika akanga ava kundivharira nekusingaperi. Asi imi Jehovha Mwari wangu makabudisa upenyu hwangu mugomba.+