2 Samueri 12:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Dhavhidhi akabva ati kuna Natani: “Ndakatadzira Jehovha.”+ Natani akapindura Dhavhidhi achiti: “Jehovha akuregereraiwo chivi chenyu.*+ Hamuchafi.+ Pisarema 86:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Nekuti makanaka+ uye makagadzirira kukanganwira,+ haiwa Jehovha;Rudo rwenyu rusingachinji kune vese vanodana kwamuri rwakakura.+ Pisarema 103:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Anoregerera zvitadzo zvako zvese+Uye anoporesa zvirwere zvako zvese;+ Isaya 44:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Ndichavhara kudarika kwako sekunge negore+Nezvivi zvako sekunge negore dema. Dzoka kwandiri, nekuti ndichakudzikinura.+
13 Dhavhidhi akabva ati kuna Natani: “Ndakatadzira Jehovha.”+ Natani akapindura Dhavhidhi achiti: “Jehovha akuregereraiwo chivi chenyu.*+ Hamuchafi.+
5 Nekuti makanaka+ uye makagadzirira kukanganwira,+ haiwa Jehovha;Rudo rwenyu rusingachinji kune vese vanodana kwamuri rwakakura.+
3 Anoregerera zvitadzo zvako zvese+Uye anoporesa zvirwere zvako zvese;+ Isaya 44:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Ndichavhara kudarika kwako sekunge negore+Nezvivi zvako sekunge negore dema. Dzoka kwandiri, nekuti ndichakudzikinura.+
22 Ndichavhara kudarika kwako sekunge negore+Nezvivi zvako sekunge negore dema. Dzoka kwandiri, nekuti ndichakudzikinura.+