RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Zvirevo 16:8
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  8 Zviri nani kuva nezvishoma paine kururama+

      Pane kuwana zvakawanda asi pasina kutonga zvakarurama.+

  • Zvirevo 30:8, 9
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  8 Bvisai kusataura chokwadi uye nhema pandiri.+

      Musandipa urombo kana upfumi.

      Ingoitai kuti ndidye zvekudya zvangu zvinondikwanira,+

       9 Kuti ndirege kuguta ndikazokurambai ndichiti, “Jehovha ndianiko?”+

      Uye kuti ndirege kuva murombo ndikaba ndikashoresa zita raMwari wangu.

  • 1 Timoti 6:6
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 6 Kutaura chokwadi, kuzvipira kuna Mwari+ pamwe chete nekugutsikana ipfuma huru.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe