Esteri 5:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Hamani akadada nepfuma yake zhinji, vanakomana vake vakawanda,+ nekukwidziridzwa kwaakanga aitwa namambo uye kukudzwa kwaakanga aitwa achiiswa pamusoro pemachinda nevashandi vamambo.+ Jobho 21:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Nei vakaipa vachiramba vachirarama,+Vachikwegura, uye vachipfuma?*+
11 Hamani akadada nepfuma yake zhinji, vanakomana vake vakawanda,+ nekukwidziridzwa kwaakanga aitwa namambo uye kukudzwa kwaakanga aitwa achiiswa pamusoro pemachinda nevashandi vamambo.+