Isaya 46:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Ndicharamba ndakadaro kusvikira pauchakwegura;+Ndicharamba ndichikutakura kusvikira wachena musoro. Ndichakusimudza, ndichakutakura uye ndichakununura, sezvandakaita.+ 1 VaKorinde 10:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Hapana muedzo wakauya pamuri kunze kweyagara ichisangana nevanhu.+ Asi Mwari akatendeka, uye haangakuregei muchiedzwa kupfuura zvamunogona kutsungirira,+ asi pamwe chete nemuedzo achaitawo nzira yekubuda nayo kuti mukwanise kuutsungirira.+
4 Ndicharamba ndakadaro kusvikira pauchakwegura;+Ndicharamba ndichikutakura kusvikira wachena musoro. Ndichakusimudza, ndichakutakura uye ndichakununura, sezvandakaita.+
13 Hapana muedzo wakauya pamuri kunze kweyagara ichisangana nevanhu.+ Asi Mwari akatendeka, uye haangakuregei muchiedzwa kupfuura zvamunogona kutsungirira,+ asi pamwe chete nemuedzo achaitawo nzira yekubuda nayo kuti mukwanise kuutsungirira.+