RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Joshua 15:20
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 20 Iyi ndiyo yaiva nhaka yedzinza raJudha maererano nemhuri dzavo.

  • Joshua 15:62
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 62 Nibshani, Guta reMunyu, neEni-gedhi,+ maguta 6 nemisha yawo.

  • 1 Samueri 23:29
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 29 Dhavhidhi akabva ipapo, akatanga kugara munzvimbo dzakaoma kusvika kuEni-gedhi.+

  • 2 Makoronike 20:2
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 2 Saka Jehoshafati akaudzwa kuti: “Kune boka guru revanhu vauya kuzokurwisai vabva kunharaunda yekugungwa,* kuEdhomu,+ uye iye zvino vari muHazazoni-tamari, iyo Eni-gedhi.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe