Rwiyo rwaSoromoni 4:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 “Chokwadi wakanaka, mudiwa wangu! Wakazonaka! Maziso ako akaita seenjiva paanooneka kuseri kwejira rakafukidza kumeso kwako. Bvudzi rako rakaita seboka rembudziDzakaita mudungwe dzichidzika nemakomo eGiriyedhi.+ Rwiyo rwaSoromoni 5:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 “Ndakarara, asi mwoyo wangu wakamuka.+ Ndiri kunzwa mudiwa wangu achigogodza!” ‘Ndivhurire, hanzvadzi yangu, mudiwa wangu,Njiva yangu, asina panoshoreka! Nekuti musoro wangu wakatota nedova,Bvudzi rangu rakatota nemvura inodonha usiku.’+
4 “Chokwadi wakanaka, mudiwa wangu! Wakazonaka! Maziso ako akaita seenjiva paanooneka kuseri kwejira rakafukidza kumeso kwako. Bvudzi rako rakaita seboka rembudziDzakaita mudungwe dzichidzika nemakomo eGiriyedhi.+
2 “Ndakarara, asi mwoyo wangu wakamuka.+ Ndiri kunzwa mudiwa wangu achigogodza!” ‘Ndivhurire, hanzvadzi yangu, mudiwa wangu,Njiva yangu, asina panoshoreka! Nekuti musoro wangu wakatota nedova,Bvudzi rangu rakatota nemvura inodonha usiku.’+