Pisarema 42:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Ndine* nyota yekuva naMwari, yekuva naMwari mupenyu.+ Ndingauya riini kuzozviratidza pamberi paMwari?+ Pisarema 63:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 63 Haiwa Mwari, muri Mwari wangu, ndinoramba ndichikutsvagai.+ Ndine nyota* yekuva nemi.+ Ndapera* simba nekukusuwaiMunyika yakaoma uye yakaita gwenga, isina mvura.+ Amosi 8:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 ‘Inzwai! Mazuva achasvika,’ ndizvo zvinotaurwa naChangamire Ishe Jehovha,‘Andichaunza nzara panyika,Kwete nzara yezvekudya kana nyota yekushaya mvura,Asi yekunzwa mashoko aJehovha.+ Mateu 5:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 “Vanofara vaya vane nzara nenyota+ yekururama, nekuti vachagutiswa.+
2 Ndine* nyota yekuva naMwari, yekuva naMwari mupenyu.+ Ndingauya riini kuzozviratidza pamberi paMwari?+
63 Haiwa Mwari, muri Mwari wangu, ndinoramba ndichikutsvagai.+ Ndine nyota* yekuva nemi.+ Ndapera* simba nekukusuwaiMunyika yakaoma uye yakaita gwenga, isina mvura.+
11 ‘Inzwai! Mazuva achasvika,’ ndizvo zvinotaurwa naChangamire Ishe Jehovha,‘Andichaunza nzara panyika,Kwete nzara yezvekudya kana nyota yekushaya mvura,Asi yekunzwa mashoko aJehovha.+