Pisarema 44:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Havana kutora nyika yacho nebakatwa ravo,+Uye ruoko rwavo harusi irwo rwakaita kuti vakunde.+ Asi rwaiva ruoko rwenyu rwerudyi nesimba renyu+ uye nechiedza chechiso chenyu,Nekuti maivafarira.+ Isaya 52:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Jehovha aisa ruoko rwake rutsvene pachena pamberi pemarudzi ese;+Migumo yese yenyika ichaona mabasa eruponeso aMwari* wedu.+
3 Havana kutora nyika yacho nebakatwa ravo,+Uye ruoko rwavo harusi irwo rwakaita kuti vakunde.+ Asi rwaiva ruoko rwenyu rwerudyi nesimba renyu+ uye nechiedza chechiso chenyu,Nekuti maivafarira.+
10 Jehovha aisa ruoko rwake rutsvene pachena pamberi pemarudzi ese;+Migumo yese yenyika ichaona mabasa eruponeso aMwari* wedu.+