12 uye ndakapa gwaro racho rechibvumirano chekutenga kuna Bharuki+ mwanakomana waNeriya+ mwanakomana waMaseya, paina Hanameri mwanakomana wehama yababa vangu, nezvapupu zvakasaina mugwaro racho rechibvumirano chekutenga, nevaJudha vese vainge vagere muChivanze cheVarindi.+