-
Jeremiya 25:15Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
15 Nekuti Jehovha Mwari waIsraeri ati kwandiri: “Tora kapu iyi yewaini yekutsamwa muruoko rwangu, unwise marudzi ese andinokutuma kwaari.
-