RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 34:6, 7
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  6 Jehovha ane bakatwa uye richazara neropa.

      Richazara nemafuta,+

      Neropa remakondohwe madiki nembudzi,

      Nemafuta eitsvo dzemakondohwe.

      Nekuti Jehovha ane chibayiro kuBhozra,

      Mhuka dzakawanda dzichaurayiwa munyika yeEdhomu.+

       7 Nzombe dzemusango dzichadzikawo pamwe chete nadzo,

      Nzombe diki pamwe chete nedzine simba.

      Nyika yavo ichaguta neropa,

      Uye guruva ravo richazara nemafuta.”

  • Ezekieri 39:18
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 18 Muchadya nyama yevane simba uye muchanwa ropa remachinda epanyika, izvo zvipfuwo zvese zvakakodzwa zvekuBhashani zvinoti makondohwe, makwayana, mbudzi uye mikono yemombe.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe