RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Jeremiya 50:8
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  8 “Tizai muBhabhironi,

      Budai munyika yevaKadheya,+

      Uye itai sezvipfuwo zviri kufamba zviri pamberi pezvimwe zvipfuwo.

  • Zekariya 2:7
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 7 “Uya iwe Ziyoni! Tiza iwe uri kugara nemwanasikana weBhabhironi.+

  • Zvakazarurwa 18:4
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 4 Ndakanzwa rimwe inzwi richibva kudenga richiti: “Budai mariri vanhu vangu,+ kana musingadi kubatanidzwawo muzvivi zvaro, uye kana musingadi kuwirwa nemamwe matambudziko aro.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe