Jeremiya 25:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 “‘Asi kana makore 70 apera,+ ndichatonga mambo weBhabhironi nerudzi irworwo nemhaka yekukanganisa* kwavo,’+ ndizvo zvinotaurwa naJehovha, ‘uye ndichaita kuti nyika yevaKadheya ive dongo nekusingaperi.+ Jeremiya 25:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Nekuti marudzi mazhinji nemadzimambo makuru+ achavaita varanda,+ uye ini ndichavaitira zvinoenderana nezvavakaita uye nebasa remaoko avo.’”+ Jeremiya 50:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Shevedzerai zvinotyisa kumativi aro ese pakurwa naro. Rakanda mapfumo pasi. Mbiru dzaro dzawa, masvingo aro aputsika,+Nekuti Jehovha ari kutsiva.+ Ritsivei. Riitirei zvarakaita.+
12 “‘Asi kana makore 70 apera,+ ndichatonga mambo weBhabhironi nerudzi irworwo nemhaka yekukanganisa* kwavo,’+ ndizvo zvinotaurwa naJehovha, ‘uye ndichaita kuti nyika yevaKadheya ive dongo nekusingaperi.+
14 Nekuti marudzi mazhinji nemadzimambo makuru+ achavaita varanda,+ uye ini ndichavaitira zvinoenderana nezvavakaita uye nebasa remaoko avo.’”+
15 Shevedzerai zvinotyisa kumativi aro ese pakurwa naro. Rakanda mapfumo pasi. Mbiru dzaro dzawa, masvingo aro aputsika,+Nekuti Jehovha ari kutsiva.+ Ritsivei. Riitirei zvarakaita.+