Jeremiya 25:15, 16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Nekuti Jehovha Mwari waIsraeri ati kwandiri: “Tora kapu iyi yewaini yekutsamwa muruoko rwangu, unwise marudzi ese andinokutuma kwaari. 16 Achainwa odzedzereka, oita sevanhu vanopenga nekuti ndiri kutuma bakatwa pakati pawo.”+
15 Nekuti Jehovha Mwari waIsraeri ati kwandiri: “Tora kapu iyi yewaini yekutsamwa muruoko rwangu, unwise marudzi ese andinokutuma kwaari. 16 Achainwa odzedzereka, oita sevanhu vanopenga nekuti ndiri kutuma bakatwa pakati pawo.”+