Isaya 21:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Onai zviri kuuya: Kune varume vari mungoro yehondo iri kukwevewa nemabhiza maviri!”+ Akabva ashevedzera, achiti: “Rawa! Bhabhironi rawa!+ Aputsira pasi mifananidzo yese yakavezwa yavanamwari varo!”+ Isaya 47:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Asi zvinhu zviviri izvi zvichangoerekana zvakuwira muzuva rimwe chete:+ Kufirwa nevana uye kuva chirikadzi. Zvichakuwira pasina chakatapudzwa+Nemhaka yeuroyi* hwako huzhinji uye zvitsinga zvako zvese zvine simba.+ Zvakazarurwa 14:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Imwe ngirozi yechipiri yakatevera ichiti: “Rawa! Bhabhironi Guru+ rawa,+ iro rakaita kuti marudzi ese anwe waini yechishuwo charo chisingadzorwi chekuita upombwe!”*+
9 Onai zviri kuuya: Kune varume vari mungoro yehondo iri kukwevewa nemabhiza maviri!”+ Akabva ashevedzera, achiti: “Rawa! Bhabhironi rawa!+ Aputsira pasi mifananidzo yese yakavezwa yavanamwari varo!”+
9 Asi zvinhu zviviri izvi zvichangoerekana zvakuwira muzuva rimwe chete:+ Kufirwa nevana uye kuva chirikadzi. Zvichakuwira pasina chakatapudzwa+Nemhaka yeuroyi* hwako huzhinji uye zvitsinga zvako zvese zvine simba.+
8 Imwe ngirozi yechipiri yakatevera ichiti: “Rawa! Bhabhironi Guru+ rawa,+ iro rakaita kuti marudzi ese anwe waini yechishuwo charo chisingadzorwi chekuita upombwe!”*+